Mariko 10:46 - Shona Bible 1949 revised 200246 Vakasvika Jeriko; zvino akati achibuda Jeriko navadzidzi vake navazhinji-zhinji, Bhatimeo, mwanakomana waTimeo, raiva bofu riri rombe, wakanga agere panzira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 Ʋakaȿika Jeriko; ɀino wakati aciɓuɗa Jeriko naʋadzidzi ʋake naʋazhinjizhinji, Bartimeo, mŋanakomana waTimeo, raiʋa ɓofu riri rombe, wakaŋga agere panzira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Vakazosvika kuJeriko. Kuzoti ava kubuda muJeriko navadzidzi vake negurumwandira ravanhu, Bhatimeusi mwana waTimeo, mupemhi aiva bofu akanga agere parutivi pomugwagwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona46 Vakazosvika kuJeriko. Kuzoti ava kubuda muJeriko navadzidzi vake negurumwandira ravanhu, Bhatimeusi mwana waTimeo, mupemhi aiva bofu akanga agere parutivi pomugwagwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi46 Ipapo vakasvika kuJeriko. Jesu navadzidzi vake, pamwe chete navanhu vazhinji, vakati vobuda muguta, Bhatimeo, murume akanga ari bofu, (ndiye mwanakomana waTimeo), akanga agere parutivi penzira achipemha. Viz kapitola |