Mariko 10:37 - Shona Bible 1949 revised 200237 Vakati kwaari, “Tigarisei mukubwinya kwenyu, mumwe kuruoko rwenyu rworudyi, mumwe kuruboshwe.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Ʋakati kwaari: Tigarisei pakubginya kwenyu, mumŋe kuruʋoko rwenyu rworudyi, mumŋe kuruɓoshwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 “Tibvumirei kuti, mumbiri yenyu, tizogara takati mumwe kurudyi rwenyu mumwe kuruboshwe rwenyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona37 “Tibvumirei kuti, mumbiri yenyu, tizogara takati mumwe kurudyi rwenyu mumwe kuruboshwe rwenyu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Vakapindura vakati, “Titenderei kuti mumwe wedu agare kuruoko rwenyu rworudyi uye mumwe kuruboshwe rwenyu mukubwinya kwenyu.” Viz kapitola |