Mariko 10:35 - Shona Bible 1949 revised 200235 Zvino Jakobho naJohani, vanakomana vaZebhedhi, vakauya, kwaari, vakati kwaari, “Mudzidzisi, tinoda kuti mutiitire sezvatinokumbira kwamuri.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Ɀino Jakobo naJohane, ʋanakomana ʋaZebedi, ʋakaʋuya kwaari, ʋakati kwaari: Mudzidzisi, tinoɗa kuti mutiitire seɀatinokumbira kwamuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Jemusi naJohani vanakomana vaZebhedhi vakauya kuna Jesu vakati, “Mudzidzisi tinoda kuti mutiitirewo chero chatinenge takukumbirai.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona35 Jemusi naJohani vanakomana vaZebhedhi vakauya kuna Jesu vakati, “Mudzidzisi tinoda kuti mutiitirewo chero chatinenge takukumbirai.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Ipapo Jakobho naJohani vanakomana vaZebhedhi, vakauya kwaari, vakati, “Mudzidzisi, tinoda kuti mutiitire zvose zvose zvatinokumbira.” Viz kapitola |