Online Bible

- Reklamy -




Mariko 10:32 - Shona Bible 1949 revised 2002

32 Zvino vakanga vari munzira, vachikwira Jerusaremu; Jesu akanga achivatungamirira; vakashamiswa; navakanga vachitevera, vakatya. Ipapo akatorazve vane gumi navaviri, akatanga kuvaudza izvo zvaakanga oda kuitirwa, achiti,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Ɀino ʋakaŋga ʋari munzira, ʋacikwira Jerusarema; Jesu wakaŋga aciʋatuŋgamirira; ʋakashamiswa; naʋakaŋga ʋaciteʋera, ʋakatya. Ipapo akatora ɀe ʋanegumi naʋaʋiri, akataŋga kuʋaʋudza iɀo ɀaakaŋga oɗo‐kuitirwa, aciti:

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Zvino vari munzira, vachikwira kuJerusaremu, Jesu aifamba ari mberi kwavo. Zvakavashamisa kwazvo. Vaitevera vakatya. Akazotorazve vane gumi navaviri akatanga kuvaudza zvaizoitika kwaari achiti,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Zvino vari munzira, vachikwira kuJerusaremu, Jesu aifamba ari mberi kwavo. Zvakavashamisa kwazvo. Vaitevera vakatya. Akazotorazve vane gumi navaviri akatanga kuvaudza zvaizoitika kwaari achiti,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 Vakanga vari munzira vachikwidza kuenda kuJerusarema, Jesu achivatungamirira, uye vadzidzi vakakatyamara, asi vaya vakanga vachitevera vakanga vachitya. Akatorazve vane gumi navaviri vari voga uye akavaudza zvaizoitika kwaari.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 10:32

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy