Mariko 10:28 - Shona Bible 1949 revised 200228 Petirosi akatanga kutaura kwaari, achiti, “Tarirai isu takasiya zvose tikakuteverai.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Petro akataŋga kutaura kwaari, aciti: Tarirai isu takasiya ɀose tikakuteʋerai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Pita ndipo pakazoti kwaari, “Tarisai muone isu takasiya zvinhu zvose tikakuteverai.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Pita ndipo pakazoti kwaari, “Tarisai muone isu takasiya zvinhu zvose tikakuteverai.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Petro akati kwaari, “Isu takasiya zvinhu zvose kuti tikuteverei!” Viz kapitola |