Online Bible

- Reklamy -




Mariko 10:22 - Shona Bible 1949 revised 2002

22 Asi akasuwa kwazvo neshoko iro, ati hurududu nokuti akanga ane pfuma zhinji.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Asi wakaȿiɓa mŋoyo neshoko iro, akaenda neshuŋgu, nokuti wakaŋga anefuma zhinji.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Shoko iri rakamusvibisa mwoyo akabvapo woenda akasuruvara nokuti akanga aine upfumi hwakawanda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Shoko iri rakamusvibisa mwoyo akabvapo woenda akasuruvara nokuti akanga aine upfumi hwakawanda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Anzwa izvi akasuwa kwazvo. Akaenda akasuwa, nokuti akanga ane pfuma zhinji.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 10:22

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy