Mariko 1:4 - Shona Bible 1949 revised 20024 Johani akauya achibhabhatidza murenje, achiparidza rubhabhatidzo rwokutendeuka kuti vanhu varegererwe zvivi zvavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Johane wakaʋuya acibapatidza murenje, aciparidza rubapatidzo rwokutendeʋuka ʋakaŋganwirwe ɀiʋi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Kurenje kwakazova naJohani aiombeka, achiparidza ruombeko rwokuti vanhu vapinduke varegererwe zvitadzo zvavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Kurenje kwakazova naJohani aiombeka, achiparidza ruombeko rwokuti vanhu vapinduke varegererwe zvitadzo zvavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Uye saizvozvo Johani akauya, achibhabhatidza murenje uye achiparidza rubhabhatidzo rwokutendeuka kuti varegererwe zvivi. Viz kapitola |