Mariko 1:28 - Shona Bible 1949 revised 200228 Pakarepo mukurumbira wake ukanzwika panyika yose yakapoteredza yeGariria. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Pakarepo mukurumbira wake ukanzwika panyika yose yakapoteredza yeGarirea. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Mukurumbira wake wakabva wapararira kwose kwose, munharaunda yose yeGarirea. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Mukurumbira wake wakabva wapararira kwose kwose, munharaunda yose yeGarirea. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Mukurumbira wake wakapararira munyika yose yeGarirea. Viz kapitola |