Mariko 1:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 Sezvazvakanyorwa mumuporofita Isaya, zvichinzi, “Tarira, ‘Ndinotuma munyai wangu pamberi pako,’ Achakunatsira nzira yako; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Seɀaɀakanyorwa mumuprofita Isaya, ɀicinzi: Tarira, ndinotuma munyai waŋgu pamberi pako, Ucakunatsira nzira yako; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 sokunyorwa kwazvakaitwa muna Isaya muporofita zvichinzi, “Chiona, ndinotuma nhume yangu pamberi pako, ichagadzirira nzira yako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 sokunyorwa kwazvakaitwa muna Isaya muporofita zvichinzi, “Chiona, ndinotuma nhume yangu pamberi pako, ichagadzirira nzira yako. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Kwakanyorwa muna Isaya muprofita kuchinzi: “Ndichatuma nhume yangu mberi kwako, uyo achagadzira nzira yako,” Viz kapitola |