Mariko 1:1 - Shona Bible 1949 revised 20021 Kutanga kweVhangeri yaJesu Kristu, Mwanakomana waMwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Kutaŋga kweEvaŋgeri yaJesu Kristu, Mŋanakomana waMŋari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Uku ndiko kutanga kweShoko Rakanaka raJesu Kristu, Mwanakomana waMwari, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Uku ndiko kutanga kweShoko Rakanaka raJesu Kristu, Mwanakomana waMwari, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Kutanga kwevhangeri raJesu Kristu, Mwanakomana waMwari. Viz kapitola |