Online Bible

- Reklamy -




Maraki 2:7 - Shona Bible 1949 revised 2002

7 Nokuti miromo yomupristi inofanira kuchengeta zivo, vanhu vanofanira kubvunza murayiro pamusoro wake; nokuti ndiye nhume yaJehovha wehondo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Nokuti miromo yomuprista inofanira kuceŋgeta ziʋo, ʋanhu ʋanofanira kubvunza murairo pamuromo wake; nokuti ndiye nhume yaJehova wehondo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Ndinodaro nokuti miromo yomupristi inofanira kuchengetedza ruzivo. Vanhu vanotsvaka rudzidziso kumuromo wake nokuti iye inhumwa yaTENZI wehondo nehondo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Ndinodaro nokuti miromo yomupristi inofanira kuchengetedza ruzivo. Vanhu vanotsvaka rudzidziso kumuromo wake nokuti iye inhumwa yaTENZI wehondo nehondo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 “Nokuti muromo womuprista unofanira kuchengeta zivo, uye vanhu vanofanira kutsvaka dzidziso kubva pamuromo wake, nokuti ndiye nhume yaJehovha Wamasimba Ose.

Viz kapitola kopírovat




Maraki 2:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy