Maraki 2:4 - Shona Bible 1949 revised 20024 Ipapo muchaziva kuti ndini ndakakutumirai murayiro uyu, kuti sungano yangu ive naRevhi ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ipapo mucaziʋa kuti ndini ndakakutumirai murairo uyu, kuti suŋgano yaŋgu iʋe naRevi — ndiɀo ɀinotaura Jehova wehondo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ndopamuchazoziva kuti ndakutemerai murao iwoyu kuitira kuti chitenderano changu nevokwaRevhi chibate. Ndizvo zviri kutaura Tenzi wehondo nehondo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Ndopamuchazoziva kuti ndakutemerai murao iwoyu kuitira kuti chitenderano changu nevokwaRevhi chibate. Ndizvo zviri kutaura Tenzi wehondo nehondo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Uye muchaziva kuti ndakakutumirai yambiro iyi kuitira kuti sungano yangu naRevhi irambe iripo,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose. Viz kapitola |