Online Bible

- Reklamy -




Maraki 2:3 - Shona Bible 1949 revised 2002

3 Tarirai, ndichatuka vana venyu, ndichamhamira ndove kuzviso zvenyu, iyo ndove yemitambo yenyu; muchabviswa pamwechete naro.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Tarirai, ndicatuka ʋana ʋenyu, ndicamhamira ndoʋe kuɀiso ɀenyu, iyo ndoʋe yemitambo yenyu; mucabviswa pamŋe cete naro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Chinzwai ndichati zvibereko zvenyu zviwirwe norushambwa, ndichakuzora–zorai uso nendove, ndove yemipiro yenyu uye ndigokubvisai kwandiri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Chinzwai ndichati zvibereko zvenyu zviwirwe norushambwa, ndichakuzora–zorai uso nendove, ndove yemipiro yenyu uye ndigokubvisai kwandiri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 “Nokuda kwenyu ndichabvisa zvizvarwa zvenyu; ndichadzura zviso zvenyu nendove inobva pazvibayiro zvemitambo yenyu, uye muchatakurwa pamwe chete nayo.

Viz kapitola kopírovat




Maraki 2:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy