Mapisarema 9:5 - Shona Bible 1949 revised 20025 Makatuka vahedheni, makaparadza vakaipa, Makadzima zita ravo nokusingaperi-peri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Makatuka ʋahedeni, makaparadza ʋakaipa, Makadzima zita raʋo nokusiŋgaperi‐peri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Makapa vechirudzi mhosva mukaparadza vakaipa, makadzimawo zita ravo narini narini. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Makapa vechirudzi mhosva mukaparadza vakaipa, makadzimawo zita ravo narini narini. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Makatuka ndudzi mukaparadza vakaipa; makadzima zita ravo nokusingaperi. Viz kapitola |