Mapisarema 9:16 - Shona Bible 1949 revised 200216 Jehovha wakazvizivisa, akatonga; Akaipa wakateyiwa nebasa ramaoko ake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Jehova wakaɀiziʋisa, wakatoŋga; Wakaipa wakateyiwa neɓasa ramaʋoko ake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 TENZI anozviratidza agotonga, vakaipa vachiteiwa nezvavanoita namaoko avo. Moimbira pasi, Dzepfunde Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 TENZI anozviratidza agotonga, vakaipa vachiteiwa nezvavanoita namaoko avo. Moimbira pasi, Dzepfunde Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Jehovha anozivikanwa nokururamisira kwake; vakaipa vakateyiwa namabasa amaoko avo. Higayoni. Sera Viz kapitola |