Mapisarema 7:9 - Shona Bible 1949 revised 20029 Haiwa, kuipa kwavakaipa ngakugume, asi simbisai akarurama; Nokuti Mwari akarurama anoidza mwoyo netsvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Haiwa, kuipa kwaʋakaipa ŋgakugume, asi simbisai wakarurama; Nokuti Mŋari, wakarurama, unoidza mŋoyo netȿo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Uipi hwavakaipa ngaupere, asi vakarurama vabudirire, imi munoedza pfungwa nomwoyo yavanhu, imi Mwari akarurama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Uipi hwavakaipa ngaupere, asi vakarurama vabudirire, imi munoedza pfungwa nomwoyo yavanhu, imi Mwari akarurama. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Haiwa, Mwari akarurama, iyemi munonzvera ndangariro nomwoyo, gumisai kuita nesimba kwavakaipa mugoita kuti vakarurama vagare zvakanaka. Viz kapitola |