Mapisarema 7:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 Jehovha Mwari wangu, kana ndichinge ndakaita izvozvi; Kana zvakaipa zvirimo mumaoko angu; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Jehova Mŋari waŋgu, kana ndiciŋge ndakaita iɀoɀi; Kana ɀakaipa ɀiri’mo mumaʋoko aŋgu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 TENZI Mwari wangu kana pane chandakaita, kana ndakabata chakaipa namaoko angu, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 TENZI Mwari wangu kana pane chandakaita, kana ndakabata chakaipa namaoko angu, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Haiwa Jehovha, Mwari wangu, kana ndichinge ndakaita izvi uye ndine mhosva pamaoko angu, Viz kapitola |