Online Bible

- Reklamy -




Mapisarema 6:1 - Shona Bible 1949 revised 2002

1 Haiwa Jehovha, regai kundiraira pakutsamwa kwenyu, Musandirova nokusafara kwenyu kukuru.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Haiwa Jehova, regai kundiraira pakutsamŋa kwenyu, Musandiroʋa nokusafara kwenyu kukuru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 TENZI musanditsiure muine hasha, kana kundiranga makashatirwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 TENZI musanditsiure muine hasha, kana kundiranga makashatirwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Haiwa Jehovha, regai kundirayira mukutsamwa kwenyu, kana kundiranga muhasha dzenyu.

Viz kapitola kopírovat




Mapisarema 6:1

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy