Mapisarema 3:6 - Shona Bible 1949 revised 20026 Handingatyi zviuru zvamazana zvavanhu, Vakandikomberedza kuzorwa neni. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Handiŋgatyi ɀuru ɀamazana ɀaʋanhu, Ʋakandikomberedza kuzorwa neni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Handityi zviuru zvavanhu zvakazanirana, zvavanhu varongana vakandikomba, vanoda kundirwisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Handityi zviuru zvavanhu zvakazanirana, zvavanhu varongana vakandikomba, vanoda kundirwisa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Handizotyi makumi ezviuru vakandikomba kuti vandirwise. Viz kapitola |