Mapisarema 3:5 - Shona Bible 1949 revised 20025 Ndakavata pasi ndikabatwa nehope; Ndikamuka; nokuti Jehovha anonditsigira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ndakaʋata pasi ndikaɓatwa nehope; Ndikamuka; nokuti Jehova unonditsigira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Ndinongoti pasi rarei ndobva ndakotsira. Ndozomukazve nokuti TENZI anondichengeta. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Ndinongoti pasi rarei ndobva ndakotsira. Ndozomukazve nokuti TENZI anondichengeta. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Ndinovata pasi ndigokotsira; ndinomukazve, nokuti Jehovha anonditsigira. Viz kapitola |