Mapisarema 2:7 - Shona Bible 1949 revised 20027 Ndichaparidza chirevo, chinoti, “Jehovha akati kwandiri, ‘Ndiwe mwanakomana wangu; Nhasi ndakubereka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ndicaparidza cireʋo, cinoti: Jehova wakati kwandiri: Ndiwe mŋanakomana waŋgu; Nhasi ndakakuɓereka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Ndichataura pachena chirevo chaTENZI akanditi iwe ndiwe mwanakomana wangu, nhasi ndakubereka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Ndichataura pachena chirevo chaTENZI akanditi iwe ndiwe mwanakomana wangu, nhasi ndakubereka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Ndichaparidza chirevo chaJehovha, ndichiti: Iye akati kwandiri, “Ndiwe Mwanakomana wangu; nhasi ndava Baba vako. Viz kapitola |