Online Bible

- Reklamy -




Mapisarema 16:6 - Shona Bible 1949 revised 2002

6 Rwonzi rwokuyera rwakandiyerera nzvimbo dzakanaka; Zvirokwazvo, nhaka yangu yakaisvonaka.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Rwonzi rwokuyera rwakandiyerera nɀimbo dzakanaka; Ɀirokwaɀo, nhaka yaŋgu yakaiȿo‐naka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Muganhu wangu waenda napakanaka. Hakusi kunaka ikoko kwakaita nhaka yangu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Muganhu wangu waenda napakanaka. Hakusi kunaka ikoko kwakaita nhaka yangu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Ndakayererwa miganhu panzvimbo yakanaka; zvirokwazvo ndine nhaka inofadza.

Viz kapitola kopírovat




Mapisarema 16:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy