Mapisarema 15:5 - Shona Bible 1949 revised 20025 Iye asingarevi mhindu pamari yake, Kana kugamuchira chipo pamusoro pausina mhosva. Munhu anoita zvinhu izvozvi haangatongozonunguswi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Iye usiŋgareʋi mhindu pamari yake, Kana kugamucira cipo pamsoro pousinemhoȿa. Munhu unoita ɀinhu iɀeɀi haaŋgatoŋgozunuŋguswi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Anokweretesa asingati akwereta ngaaise imwe mari pamusoro payo kana kutambira chioko muhomwe chokurwisa munhu asina mhosva. Munhu anoita zvakadai haatsukunyiki. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Anokweretesa asingati akwereta ngaaise imwe mari pamusoro payo kana kutambira chioko muhomwe chokurwisa munhu asina mhosva. Munhu anoita zvakadai haatsukunyiki. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 anokweretesa mari yake asingarevi mhindu uye asingagamuchiri fufuro pamusoro pousina mhosva. Munhu anoita izvi haangatongozungunuswi. Viz kapitola |