Mapisarema 15:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 Iye asina makuhwa parurimi rwake, Asingaitiri shamwari yake zvakaipa, Asingatuki waagere naye. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Iye usinamakuhwa parurimi rwake, Usiŋgaitiri shamŋari yake ɀakaipa, Usiŋgatuki waagere naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 munhu asingatauri makuhwa norurimi rwake; asingaitiri mumwe wake zvakaipa; asingatauri zvakaipa zvavamwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 munhu asingatauri makuhwa norurimi rwake; asingaitiri mumwe wake zvakaipa; asingatauri zvakaipa zvavamwe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 uye asina makuhwa parurimi rwake, asingaitiri wokwake zvakaipa uye asingatuki waagere naye, Viz kapitola |