Mapisarema 14:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 Vakatsauka vose, vakasvibiswa pamwechete; Hapana anoita zvakanaka, kunyange nomumwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ʋakatsauka ʋose, ʋakaȿiɓiswa pamŋe cete; Hapana‐unoita ɀakanaka, kunyaŋge nomumŋe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Vose vakatetereka; vose vakangofanana; vane tsika dzakaora. Hapana anoita zvakanaka, kana mumwechete zvake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Vose vakatetereka; vose vakangofanana; vane tsika dzakaora. Hapana anoita zvakanaka, kana mumwechete zvake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Vose vakatsauka, vose pamwe chete vakasvibiswa; hakuna anoita zvakanaka, kunyange nomumwe. Viz kapitola |