Online Bible

- Reklamy -




Mapisarema 14:1 - Shona Bible 1949 revised 2002

1 Benzi rakati mumwoyo maro, “Mwari haako.” Vakaora, vakabata mabasa anonyangadza; Hapana anoita zvakanaka.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ƃenzi rakati mumŋoyo maro: Mŋari haako. Ʋakaʋora, ʋakaɓata maɓasa anonyaŋgadza; Hapana‐unoita ɀakanaka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Benzi rinoti nechomumwoyo, “Hakuna Mwari.” Vane tsika dzakaora; vanoita zvinhu zvinosemesa; hapana anoita zvakanaka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Benzi rinoti nechomumwoyo, “Hakuna Mwari.” Vane tsika dzakaora; vanoita zvinhu zvinosemesa; hapana anoita zvakanaka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Benzi rinoti mumwoyo maro, “Hakuna Mwari.” Vakaora, mabasa avo akashata; hakuna anoita zvakanaka.

Viz kapitola kopírovat




Mapisarema 14:1

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy