Mapisarema 13:4 - Shona Bible 1949 revised 20024 Muvengi wangu arege kuti, “Ndamukunda;” Vadzivisi vangu varege kufara kana ndichizununguka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Muʋeŋgi waŋgu arege kuti: Ndamukunda; Ʋadziʋisi ʋaŋgu ʋarege kufara kana ndicizunuŋguka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Muvengi wangu angadaro akazoti ndakamukurira, mhandu dzangu dzikazofarira kuti ndakazunzika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Muvengi wangu angadaro akazoti ndakamukurira, mhandu dzangu dzikazofarira kuti ndakazunzika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 muvengi wangu achati, “Ndamukurira ndamukunda,” uye vadzivisi vangu vachapembera kana ndawa. Viz kapitola |