Online Bible

- Reklamy -




Mapisarema 13:2 - Shona Bible 1949 revised 2002

2 Ndichafunga mano mumweya mangu kusvikira rini, Ndine shungu pamwoyo pangu zuva rimwe nerimwe? Muvengi wangu achandikurira kusvikira rini?

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Ndicafuŋga mano mumŋeya maŋgu kuȿikira rini, Ndineshuŋgu pamŋoyo paŋgu zuʋa rimŋe nerimŋe? Muʋeŋgi waŋgu ucandikurira kuȿikira rini?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Ko ndichatenderedzwa musoro kusvikira riniko ndichirwadziwa mwoyo zuva rose kudai? Vavengi vangu vachandikurira kusvikira riniko?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Ko ndichatenderedzwa musoro kusvikira riniko ndichirwadziwa mwoyo zuva rose kudai? Vavengi vangu vachandikurira kusvikira riniko?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Ndichaita mutsimba nepfungwa dzangu kusvikira riniko, uye ndine shungu mumwoyo mangu zuva rimwe nerimwe? Muvengi wangu achandikurira kusvikira riniko?

Viz kapitola kopírovat




Mapisarema 13:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy