Online Bible

- Reklamy -




Mapisarema 10:3 - Shona Bible 1949 revised 2002

3 Nokuti wakaipa anozvirumbidza pamusoro pezvinoda mwoyo wake, Anoruchiva anoramba Jehovha nokumuzvidza.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Nokuti wakaipa unoɀirumbidza pamsoro peɀinoɗa mŋoyo wake, Unoruciʋa unoramba Jehova nokumuɀidza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 nokuti munhu akaipa anotozvirovera dundundu havi dzake. Munhu ana makaro anoshonha nokuramba TENZI.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 nokuti munhu akaipa anotozvirovera dundundu havi dzake. Munhu ana makaro anoshonha nokuramba TENZI.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Anozvirumbidza pamusoro pezvinopangwa nomwoyo wake; anoropafadza vanokara uye anozvidza Jehovha.

Viz kapitola kopírovat




Mapisarema 10:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy