Mapisarema 10:15 - Shona Bible 1949 revised 200215 Vhunai ruoko rwowakaipa. Kana ari munhu akashata, nzverai zvakaipa zvake, kusvikira musingazozviwani. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Vunai ruʋoko rwowakaipa. Kana ari munhu wakashata, nɀerai ɀakaipa ɀake, kuȿikira musiŋgazoɀiwani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Tyorai simba roruoko rwowakaipa nomutadzi uipi hwake hutsvakei kusvikira pasisina. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Tyorai simba roruoko rwowakaipa nomutadzi uipi hwake hutsvakei kusvikira pasisina. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Vhunai ruoko rweakaipa nerwomunhu akaipa; ngaazvidavirire pazvakaipa zvake zvakanga zvisingazoonekwi. Viz kapitola |