Mapisarema 1:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 Achafanana nomuti wakasimwa pahova dzemvura, Anobereka michero yawo nenguva yawo, Mashizha awo haasvavi; Chinhu chipi nechipi chaanoita chichaendika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ucafanana nomuti wakasimŋa pahoʋa dzemvura, Unoɓereka micero yawo neŋguʋa yawo, Mashizha awo haaȿaʋi; Cinhu cipi necipi caanoita cicaendika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Akaita somuti wakasimwa pamahombekombe erwizi unobereka muchero wawo panguva yawo uri muti usingauni mashizha. Zvose zvaanoita zvinobudirira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Akaita somuti wakasimwa pamahombekombe erwizi unobereka muchero wawo panguva yawo uri muti usingauni mashizha. Zvose zvaanoita zvinobudirira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Akafanana nomuti wakasimwa pahova dzemvura, unobereka michero yawo nenguva yawo, uye mashizha awo haasvavi. Chinhu chipi nechipi chaanoita chinoendeka. Viz kapitola |