Mabasa 9:33 - Shona Bible 1949 revised 200233 Akawanapo mumwe munhu, ainzi Eniyasi, akanga avete panhoo makore masere, mitezo yake yakafa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Akawana’po mumŋe munhu, wainzi Eneasi, wakaŋga aʋete panhoʋo makore masere, mitezo yake yakafa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Ikoko akawana mumwe murume ainzi Eniasi akanga angove wepabonde nokurwara kwamakore masere uye akanga akafa mitezo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Ikoko akawana mumwe murume ainzi Eniasi akanga angove wepabonde nokurwara kwamakore masere uye akanga akafa mitezo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Ikoko, akawana mumwe murume ainzi Eniasi akanga akaoma mutezo uye akanga achigara avete panhoo kwamakore masere. Viz kapitola |