Mabasa 9:19 - Shona Bible 1949 revised 200219 akadya zvokudya, ndokusimbiswa. Akagara navadzidzi paDhamasiko mamwe mazuva. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 akadya ɀokudya, ndokusimbiswa. Akagara naʋadzidzi paDamasko mamŋe mazuʋa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Akadya akabva asimba. Sauro akagara navadzidzi kuDhamasikusi kwamazuva mazhinji. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Akadya akabva asimba. Sauro akagara navadzidzi kuDhamasikusi kwamazuva mazhinji. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 uye shure kwokunge adya zvokudya, akavazve nesimba. Sauro akagara navadzidzi paDhamasiko kwamazuva mazhinji. Viz kapitola |