Mabasa 9:16 - Shona Bible 1949 revised 200216 nokuti ndichamuratidza zvose, zvaachafanira kutamburira nokuda kwezita rangu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 nokuti ndicamuratidza ɀose, ɀaacafanira kutamburira nokuɗa kwezita raŋgu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 nokuti ndichamuratidza kuti anofanira kutambudzika zvakadiyi pamusana pezita rangu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 nokuti ndichamuratidza kuti anofanira kutambudzika zvakadiyi pamusana pezita rangu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Ndichamuratidza kuti anofanira kutambudzika sei nokuda kwezita rangu.” Viz kapitola |