Mabasa 8:24 - Shona Bible 1949 revised 200224 Simoni akapindura, akati, “Mundikumbirire zvikuru imi kuna Ishe, kuti ndirege kuwirwa nechimwe chaizvozvo zvamareva.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Simoni akapindura, akati: Mundikumbirire ɀikuru imi kunaShe, kuti ndirege kuwirwa necimŋe caiɀoɀo ɀamareʋa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Simoni akapindura achiti, “Ndinamatireiwo kuna Tenzi kuitira kuti zvose zvamataura zvirege kundiwira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Simoni akapindura achiti, “Ndinamatireiwo kuna Tenzi kuitira kuti zvose zvamataura zvirege kundiwira.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Ipapo Simoni akapindura akati, “Ndinyengetererei kuna She kuti zvose zvamataura zvirege kuitika kwandiri.” Viz kapitola |