Mabasa 7:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 akati kwavari, ‘Ibva munyika yako, nokuhama dzako, uende kunyika yandinozokuratidza.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 akati kwaʋari: Ibva munyika yako, nokuhama dzako, uende kunyika yandinozokuratidza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 ‘Ibva munyika mako nomuhama dzako uende kunyika yandichakuratidza.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 ‘Ibva munyika mako nomuhama dzako uende kunyika yandichakuratidza.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Mwari akati kwaari, ‘Ibva munyika yako nokuhama dzako, uende kunyika yandichakuratidza.’ Viz kapitola |