Mabasa 5:7 - Shona Bible 1949 revised 20027 Nguva dzinenge senhatu dzakati dzapfuura, mukadzi wake akapinda, asingazivi zvaitwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ŋguʋa dzineŋge senhatu dzakati dzapfuʋura, mukadzi wake akapinda, asiŋgaziʋi ɀaitwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Mushure memaawa matatu mudzimai wake akauyamo asingazivi zvakanga zvaitika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Mushure memaawa matatu mudzimai wake akauyamo asingazivi zvakanga zvaitika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Shure kwamaawa anenge matatu mukadzi wake akasvikopinda, asingazivi zvakanga zvaitika. Viz kapitola |