Mabasa 5:6 - Shona Bible 1949 revised 20026 Majaya akasimuka, akamuputira, ndokumutakurira kunze, ndokumuviga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Majaya akasimuka, akamuputira, ndokumutakurira kunze, ndokumuʋiga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Vechidiki vakasimuka vakamuputira vakamutakura vakandomuviga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Vechidiki vakasimuka vakamuputira vakamutakura vakandomuviga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Ipapo majaya akaswedera, akaputira muviri wake, akamutakura akaenda naye kunze vakandomuviga. Viz kapitola |