Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 5:3 - Shona Bible 1949 revised 2002

3 Asi Petirosi akati, “Ananiasi, Satani wazadzireiko mwoyo wako, kuti ureve nhema kuMweya Mutsvene, nokuzvikamurira zvimwe pamutengo womunda?

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Asi Petro akati: Ananiasi, Satani wazadzireiko mŋoyo wako, kuti ureʋe nhema kuMŋeya Mutȿene, nokuɀikamurira ɀimŋe pamuteŋgo womunda?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Asi Pita akati, “Nhai Ananiya wapindwa sei naSatani kudai kuti ureve nhema kuna Mweya Mutsvene uchizvichengetera chimwe chikamu chomutengo womunda?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Asi Pita akati, “Nhai Ananiya wapindwa sei naSatani kudai kuti ureve nhema kuna Mweya Mutsvene uchizvichengetera chimwe chikamu chomutengo womunda?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Ipapo Petro akati, “Ananiasi, Satani azadzireiko mwoyo wako kudai, kuti usvike pakureva nhema kuMweya Mutsvene uye wazvikamurira imwe mari yawawana pakutengesa munda?

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 5:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy