Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 4:7 - Shona Bible 1949 revised 2002

7 vakavaisa pakati pavo, vakavabvunzisisa, vachiti, “Makazviita izvozvi nesimba rei, kana nezita ripiko?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 ʋakaʋaisa pakati paʋo, ʋakaʋabvunzisisa, ʋaciti: Makaɀiita iɀoɀi nesimba rei, kana nezita ripiko?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Pavakavaisa pakati vakavabvunza kuti makaita izvi nesimba raani uye nezita raani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Pavakavaisa pakati vakavabvunza kuti makaita izvi nesimba raani uye nezita raani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Vakaita kuti Petro naJohani vauyiswe pamberi pavo vakatanga kuvabvunza vachiti, “Makaita izvi nesimba raani kana kuti nezita raani?”

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 4:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy