Mabasa 4:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 Vakavabata, vakavaisa mutorongo kusvikira mangwana; nokuti akanga ava madekwana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ʋakaʋaɓata, ʋakaʋaisa mutoroŋgo kuȿikira maŋgwana; nokuti akaŋga aʋa maɗekwana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Vakavabata vakavaisa mujeri kusvikira mangwana acho nokuti akanga atova mauro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Vakavabata vakavaisa mujeri kusvikira mangwana acho nokuti akanga atova mauro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Vakabata Petro naJohani, uye nokuda kwokuti aiva manheru, vakavaisa mujeri kusvikira zuva raitevera. Viz kapitola |