Mabasa 4:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 vafa neshungu, nokuti vakanga vachidzidzisa vanhu, vachiparidza kumuka kwavakafa muna Jesu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 ʋafa neshuŋgu, nokuti ʋakaŋga ʋacidzidzisa ʋanhu, ʋaciparidza kumuka kwaʋakafa munaJesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Vakanga vatsamwiswa nokuti mukudzidzisa nokuparidza zvaJesu vaidzidzisa vanhu vachivaparidza zvokumuka kwavakafa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Vakanga vatsamwiswa nokuti mukudzidzisa nokuparidza zvaJesu vaidzidzisa vanhu vachivaparidza zvokumuka kwavakafa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Vakakanganisika zvikuru nokuti vapostori vakanga vachidzidzisa vanhu uye vachiparidza kumuka kwavakafa muna Jesu. Viz kapitola |