Mabasa 4:15 - Shona Bible 1949 revised 200215 Zvino vakati vavarayira kuti vabude paungano, vakarangana pakati pavo, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino ʋakati ʋaʋaraira kuti ʋaɓuɗe paʋuŋgano, ʋakaraŋgana pakati paʋo, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Pavakavati vambobva mudare, vakakurukurirana vachiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Pavakavati vambobva mudare, vakakurukurirana vachiti, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Saka vakavarayira kuti vabve paDare Guru, uye ivo vakasara vachitaurirana. Viz kapitola |