Mabasa 3:21 - Shona Bible 1949 revised 200221 iye anofanira kugamuchirwa kudenga kusvikira nguva yokugadzirwa kwezvinhu zvose, yakarehwa naMwari nomuromo wavaporofita vake vatsvene kubva pakutanga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 iye unofanira kugamucirwa kuɗeŋga kuȿikira ŋguʋa yokugadzirwa kweɀinhu ɀose, yakarebga naMŋari nomuromo waʋaprofita ʋake ʋatȿene kubva pakutaŋga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 anofanira kumbochengetedzwa kudenga kusvikira zvinhu zvose zvaitika zvakataurwa naMwari nomuromo wavaporofita vake vatsvene vakare. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 anofanira kumbochengetedzwa kudenga kusvikira zvinhu zvose zvaitika zvakataurwa naMwari nomuromo wavaporofita vake vatsvene vakare. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Anofanira kumboramba ari kudenga kusvikira nguva yokuti Mwari avandudze zvinhu zvose yasvika, sezvaakavimbisa kare kare kubudikidza navaprofita vake vatsvene. Viz kapitola |