Mabasa 26:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 zvikuru nokuti munoziva tsika dzose namashoko ose pakati pavaJudha; naizvozvo ndinokumbira kwamuri, kuti mundinzwe nomwoyo murefu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 ɀikuru nokuti munoziʋa tsika dzose namashoko ose pakati paʋaJuda; naiɀoɀo ndinokumbira kwamuri, kuti mundinzwe nomŋoyo murefu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 nokuti imi munonyatsoziva tsika namakakatanwa anoitwa navaJudha, saka ndinokukumbirai kuti munditeererewo nemwoyo murefu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 nokuti imi munonyatsoziva tsika namakakatanwa anoitwa navaJudha, saka ndinokukumbirai kuti munditeererewo nemwoyo murefu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 uye zvikuru nokuti imi munonyatsoziva tsika dzavaJudha uye namakakatanwa avo. Naizvozvo ndinokukumbirai kuti munditeerere nomwoyo murefu chaizvo. Viz kapitola |