Mabasa 24:13 - Shona Bible 1949 revised 200213 havangagoniwo kusimbisa kwamuri izvo zvavanondipomera nazvo zvino. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 haʋaŋgagoni ʋo kusimbisa kwamuri iɀo ɀaʋanondipomera naɀo ɀino. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Uyewo havakwanisi kutaura zvingakugutsei kuratidza kuti zvavari kundipomera ndezvechokwadi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Uyewo havakwanisi kutaura zvingakugutsei kuratidza kuti zvavari kundipomera ndezvechokwadi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Uye havagoni kukubudisirai chokwadi chemhosva yavanondikwirira. Viz kapitola |