Mabasa 22:13 - Shona Bible 1949 revised 200213 akauya kwandiri, akamira, akati kwandiri, ‘Sauro, hama, chiona!’ Nenguva iyo ndikamuona. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 akaʋuya kwandiri, akamira, akati kwandiri: Sauro, hama, ciʋona! Neŋguʋa iyo ndikamuʋona. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Akauya kwandiri akasvikomira pandiri akanditi, ‘Hama Sauro chikwanisa kuonazve.’ ” Ndakabva ndava kuona, ndikamuonawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Akauya kwandiri akasvikomira pandiri akanditi, ‘Hama Sauro chikwanisa kuonazve.’ ” Ndakabva ndava kuona, ndikamuonawo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Akamira neni akati, ‘Hama Pauro, chiona!’ uye nenguva yakare iyoyo ndakakwanisa kumuona. Viz kapitola |