Mabasa 22:1 - Shona Bible 1949 revised 20021 “Varume, hama, namadzibaba, inzwai kuzvidavirira kwangu pamberi penyu zvino.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ʋarume, hama, namadziɓaɓa, inzwai kuɀiɗaʋirira kwaŋgu pamberi penyu ɀino. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 “Varume hama, nemi madzibaba, teererai kuzvidavirira kwandinoita pamberi penyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 “Varume hama, nemi madzibaba, teererai kuzvidavirira kwandinoita pamberi penyu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 “Hama nemi madzibaba, teererai kuzvidavirira kwangu zvino.” Viz kapitola |