Mabasa 21:9 - Shona Bible 1949 revised 20029 Iye akanga ana vakunda vana, mhandara, vaiporofita. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Iye wakaŋga anaʋakunda ʋanna, mhandara, ʋaiprofita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Akanga ane vanasikana vana vasina kuroorwa vaiporofita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Akanga ane vanasikana vana vasina kuroorwa vaiporofita. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Akanga ana vanasikana vana vakanga vasati vawanikwa vaiprofita. Viz kapitola |