Mabasa 20:5 - Shona Bible 1949 revised 20025 Ivo vakatungamira, vakatimirira paTuroasi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Iʋo ʋakatuŋgamira, ʋakatimirira paTroa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Ava vakafanotungamira vakatimirira kuTiroasi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Ava vakafanotungamira vakatimirira kuTiroasi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Varume ava vakatungamira vakandotimirira paTroasi. Viz kapitola |